Wednesday 31 December 2014

RAIVA ;;;;;;;;;

Wednesday 31 December 2014
Written: 2008 ( Nzarabwe [15] )
Start: 04:29
End:    05:30

RAIVA ;;;;;;;;;

Iro radai kutemesa vanhu musoro,
Vakadzi vese vakuru nevadiki vanoridawo.
Kuzoti varume imhanyidzanwa kuritsvaga!
Ndiro raparadza mhuri zhinji,
Nekuvaka mhuri zhinji,
Kana chimbuzi chaicho chinoriziva.
Vakomana ;;;;;;;;;,:::::::::,;;;;;;;;; vakomana!

Rakati rasendekwa mberi kwangu,
Bhurugwa rikati handeuwo mberi,
Dikita teu teu zvinyoro nyoro nemusoro
Kudoedza kufema- rangova rurimi panze pweshe,
Apo maziso achingotenderera
Kutsvaga parakatangira neparakaperera.
Chiri mumoyo chiri muninga shuwa!
Ndakati iri ndoribata chete,
Chikava chipata-pata pachiteshi
Kuti ndisvike pedyo naro,
Twaiva negwenga twuvakadzi
Twukapiswa chiropa twese!
Pandakati zendame mutumbi,
Wangu seri kwaro!
Vakomana ndakafara sehuku paguyo,
Apo ndaita zvangu
Kunge dzaisavamo pfungwa…
;;;;;;;;;Boyz dzangu boyz!

Dhonzautare rakati rovhetemetswa
Namuzvinasvondo, kana kumbozviona!
Apo pfungwa dzichingotenderera,
Dzichishuwira iro raiva mberi kwangu!
Vakomana taiti pakaita bhambu-bhambu,
Wati kufara here ikoko?
Kutekenyedzwa zvisina mukare akamboona,
Apo hana ichingova chitsuwi chamatatya,
Kunzwikwa neruzha runemutinhimira!

Ndkashinyira ndirimo muchikabudura,
Ndikafuta, ndikaonda, ndikarara, ndikatwasanuka
Kuri kuedza kunzwisisa chaiitika panze!
Kuti zvoga here? Ndakatarisa matirimana ose
Asi handina kunzwisisa!
Kungodai zvakare ndichibva ndangochema!

Ndakavhunduka chose
Kuita hwegonzo muhozi chaimo!
Apo ndakaona zuva roora.
Ndakanyara pandakaona mwenewaro,
Wendakanga ndatevera ocheuka!
Ndakaita kunge ndichavhura pasi,
Kana kupinda muengine chaimo nekunyara.
Mwene waro ndokuti ‘Zvakukuriraika mukoma?’
Ndakaoma mate mukanwa,
Ndokuzongoti ‘Munongomaziva masystem acho!’
Chigagairwa chemwenewaro chakachirova chikwetsu…
Ndokutarisa zvacho kumberi.
Ndakangosara ndakashama,
Ndokuzovhara muromo pava paye…
Nhunzi dzaneta nekutambiramo!

Ndakafara nokuti yakange
Yashaya mufaro ndokuchema!
Saka ndakaziva kuti yakanga yatsamwa,
Zvaizoitevera nguva kufara zvakare!
Vakomana ;;;;;;;;; iri ;;;;;;;;; iri!

 Ndakaramba ndinaro pangu pamberi
Ndichingokanga zvangu majuru pasina moto,
Apo Mwenewaro,  akanga azviona!
Chokwadi zvinoitwa nevemuchikabudura zvinoshamisa,
Ndaiti ndevemuchadenga chete!
Vakomana yakava ngoma ndiyo ndiyo,
Shangu dzechembere!
Panguva isipi Mwenewaro ndokuti
‘Pamusoroi mukuwasha ndakuburuka’
Nyangwe neniwo vakomana zvairevei izvi?
Hakusiriko here kutovewa
Mota yepachidya uchisekerera?
Ndaipaitaseikowo pakadaro?
Ndikatiwo ‘A-a-a ngatiburuke tose’
Nechemumoyo ndichiti iri handirisiyi!
;;;;;;;;; Vakomana ;;;;;;;;; iri!

Takati fambei fambei
Siriri ndiye rembu-rembu
Ndikati tsuro akashaya muswe nemanonoko,
Ndikariposhera rangu shoko rezvaivapo!
Ndikati ‘Aiwa amai ;;;;;;;;; amai ;;;;;;;;;!
Vakaseka zvavo ndokuti
‘Kutya kwakafanana nekufa,
Dzikamisa hana seuri parufu,
Tinotamba yese mwenebonga haapo!’

Vakomana ndakatsikirira musoro,
Pasi pemakumbo nemufaro.
Zvekutoti nzira handina kuzviona
Kuti takanga taimedza sei?
Vakomana;;;;;;;;; vakomana ;;;;;;;;;!
Ndinongoyeuka tichikiya gonhi,
Ramwenewaro ;;;;;;;;;.

Ndakati ndatarisa Mwenewaro,
Ndikaona ashanduka,
Angova ;;;;;;;;; ega ega vakomana.
Ndakati rangu shavi rabuda,
Ndikati ndinosara ndiri mupushu ini!
Ndakatanga kugwinha-gwinha,
Sendiri paJerusalem rikati rotevedzerawo.
Vakomana imba yakadengenyeka,
Ndiro dzikaridza mhururu,
Mapoto akaridza muridzo!

Ndakati ndarikachukira randakanga ndatevera,
Ndikatanga kuri kanyanga-kanyanga,
Zvisina mbumbuchena akamboona,
Mwenewaro akapa kutenda,
Makaro angu erandakanga ndaona…
Ndakatanga zvangu nezvimwe zvos,
Ndikazopedzisira nerandakanga ndafambira!
Vakomana-Vakomana chokwadi rakachiona chakatadzisa bere
Kuimba, kunyenama nekuseka richigona!
Ndakarisvinyanga-svinyanga,
Kusvika pakurimwisa kangu kachasu!
Rakati richatambira- tambira,
Kusvika Mwenewaro otodhonzwa neni!
Akati kuchema kunenge kuseka,
kuseka kunenge kuchema,
Ndiye fototo pamusoro pangu,
Richingova siriri kuyerera,
Nemaziso achingova rembu piriviri rembu!

Vakomana ndakanakirwa,
Ndiri pamusoro paro,
Ndakati kutambirapo,
              kutserendendapo,
              kuchemerapo
              kubatirirapo
Uye kurara pamusoro paro,
Vakomana ;;;;;;;;; vakomana ;;;;;;;;;
Mhuka yakasikwa naZame akadekara!




MAGUMO

No comments:

Post a Comment